LyricsBhachura

EXQ, Ammara Brown

Last update on: July 22, 2017
We detected some issues
Penelope Hamunyari Mavunga suggested changes to these lyrics.

Ex Quizit Amara Zvirinane kumbogara ndega No!! No!! No!! Ndipo, iye zvino, zvino handidi anotamba nemoyo wangu Handidi anotamba ne Moyo wangu saka zvirinane ndiite bhachura bhachura, ndisati ndaita mashura mashura Zviranani ndibike ndega, ndikange ndega, Ndiaine ngega, kusvikira ndawana munhu anondida, ndiwache ndega, ndirare ndega, kuenda out ndega, kusvikira ndawana munhu anelove coz zviripointless ryt nw ndicommite ryt nw coz hausati wakusettler cox uchinemafeelings kana uchida kuita musikana wepatown dnt think u ready kupfekedzwa gown, from down town to up town paita mazirudo Eeven Before, iye zvino, kut handidi anotamba nemoyo wangu, Saka zvirinane ndiite bachura ndisati ndaita mashura, mashura, zvirinane ndiite bachura, bachura, ndisati ndaita mashura, mashura Ammara Verse your loving heart has got me, Dnt you love me with your sweet coco, let me tell u

  • 0

Last activities

Synced byJulius Ngoma

Musixmatch for Spotify and
iTunes is now available for
your computer

Download now