歌詞Mudiwa Janet

John Chibadura

最終更新日:: 2017年7月21日
いくつかの問題を検出しました
間違いを発見した場合は、修正して私たちをお助けてください

Ndiwe here mudiwa Janet Ndiwe here ungandidaro Ndiwe here mudiwa Janet

Ndiwe here ungandidaro Kubvira zuva ratakadanana Ndakakuudza kuti ndine vana vangu Kubvira zuva ratakadanana Ndakakuudza kuti ndine vana vangu Iwe ukati Joe usambochema Vana vako ava ndinovachengeta Iwe ukati Joe usambochema Vana vako ava ndinovachengeta Nhasi uno zvavekufamba sei Zvawave kuti haudi vana vangu Nhasi uno zvavekufamba sei Zvawave kuti haudi vana vangu Ndiwe here ungandidaro Ndiwe here ungandidaro Ndiwe here ungandidaro Ndiwe here ungandidaro Zvakafanana ne gara ndichauya Uriwe zvako uchindidaro Zvakafanana ne gara ndichauya Uriwe zvako uchindidaro Kubvira zuva ratakadanana Ndakakuudza kuti ndine vana vangu Kubvira zuva ratakadanana Ndakakuudza kuti ndine vana vangu Iwe ukati Joe usambochema Vana vako ava ndinovachengeta Iwe ukati Joe usambochema Vana vako ava ndinovachengeta Nhasi uno zvavekufamba sei Zvawave kuti haudi vana vangu Nhasi uno zvavekufamba sei Zvawave kuti haudi vana vangu Ho ndeha, hoyere ndeha Ho ndeha, ngatirambane Ho ndeha, hoyere ndeha Ho ndeha, handingarase vana vangu Ho ndeha, hoyere ndeha Ho ndeha, nekuda kwerudo Ho ndeha, hoyere ndeha Ho ndeha, ngatirambane Ho ndeha, hoyere ndeha Ho ndeha, handingarase vana vangu Ho ndeha, hoyere ndeha Ho ndeha, nekuda kwerudo Ho ndeha, hoyere ndeha Ho ndeha, ngatirambane Ho ndeha, hoyere ndeha Ho ndeha, handingarase vana vangu Ho ndeha, hoyere ndeha Ho ndeha, nekuda kwerudo Ho ndeha, hoyere ndeha Ho ndeha, ngatirambane Ho ndeha, hoyere ndeha Ho ndeha, handingarase vana vangu Ho ndeha, hoyere ndeha Ho ndeha, nekuda kwerudo

  • 2

最新の活動

同期者:opha ashley jim
翻訳者:Leticia Fernanda

あなたのコンピューターのSpotifyと
iTunesでMusixmatchが現在利用可能になりました。

今すぐダウンロード