TestoMajoma (feat. Tocky Vibes)

Poptain

Ultima modifica il: 25 aprile 2020
Nessuna traduzione disponibileNessuna traduzione disponibile
#together against coronavirus

Bvudzi iri hauzi mucheka Chimzaya kuda kundicheka Ndakuvona wada kundifeka

Bvudzi iri rega,ramangwana rangu raka jeka,ndinaro Hooo oh hoo uwoo Hee eh heyiyee hehaaa oooh Ukanzwa ndati Munhu wese kuti Yeh Majoma, musafurirwe Musaturunure mukwende wakachenurwa Musavevurwa Musavevurwa Munesimba muvhudziii Majoma, musafurirwe Musaturunure mukwende wakachenurwa Musavevurwa Musavevurwa Munesimba muvhudziii Mi see one gyal Ina scissors and cutlers Yellow teeth fake smile fi just Cut rass Delilah type ada ndiite chivhuvhas Hee It carry strength a suh it deh in rumors Aaah Ufunge wangu ndinopinda nawo grave Ooouu oooo Shampoo and oil it no mi nah go shave Ooo oou ooo No matter how much Baloteli Oooh aaah Cut mi nah dweet dem fi know Hooo Huya Kuno!!! Seni nditori samson Bata chigero zvekubuda mhoni Ndokurwisa mhani Handidi kuona barber Ini handisi shabba Chamakuvangu huru yadzo Itotaura zvunhu kwazvo Bvudzi rangu iih Orchestra mberikwazvo Hona eh eh Ukanzwa ndati munhu wese kuti Yeh Majoma Aah Musafurirwe Imi Musaturunure mukwende wakachenurwa Haa ah ah ah ah Musavevurwa Musavevurwa Zvandinetsa waketa Munesimba muvhudziii Poptain wati Majoma Aaah Musafurirwe Zikiribang bang bang bang Musaturunure mukwende wakachenurwa Ndandi goo round Musavevurwa Hmmm Musavevurwa Iimi imi Munesimba Imii Muvhudziii Imii Delilah wati sei Tocky Bvudzi rako rakabvanganyuka Baby ndati usateerera nyoka Ini ndoda mface akagerwa AneSmart rakayerwa Uku ndookuti African man for real Shumba ini handikopere skill Ini ini handikopere chidobi Ziva mutacktiki Yeh Majoma, musafurirwe Musaturunure mukwende wakachenurwa Musavevurwa Musavevurwa Munesimba muvhudziii Majoma, musafurirwe Musaturunure mukwende wakachenurwa Musavevurwa Musavevurwa Munesimba muvhudziii

Nessuna traduzione disponibileNessuna traduzione disponibile
  • 0

Ultime attività della community

Sincronizzato dadistro

Musixmatch per Spotify e
Apple Music è disponibile ora
per il tuo computer

Scarica adesso